Mapisarema 78:42-44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

42. Havana kurangarira simba rake, zuva raakavadzikinura kubva pamudzvinyiriri,

43. zuva raakaratidza zviratidzo zvake zvinoshamisa muIjipiti, zvishamiso zvake mudunhu reZoani.

44. Akashandura nzizi dzavo dzikava ropa; havana kugona kunwa muhova dzavo.

Mapisarema 78