Mapisarema 78:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akashandura nzizi dzavo dzikava ropa; havana kugona kunwa muhova dzavo.

Mapisarema 78

Mapisarema 78:34-51