Mapisarema 74:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rangarirai vanhu vamakatenga kare, rudzi rwenhaka yenyu, ivo vamakadzikinura, Gomo reZioni, pamaigara.

Mapisarema 74

Mapisarema 74:1-4