Mapisarema 74:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Mwari, makatirambireiko nokusingaperi? Kutsamwa kwenyu kwapfungairireiko pamusoro pamakwai anofudzwa nemi?

Mapisarema 74

Mapisarema 74:1-6