Mapisarema 73:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvirokwazvo Mwari akanaka kuna Israeri, kuna avo vakachena pamwoyo.

2. Asi kana ndirini, tsoka dzangu dzakapotsa dzatsvedza; ndakasara paduku kupunzika.

3. Nokuti ndakaitira shanje vanozvikudza, pandakaona kubudirira kwavakaipa.

Mapisarema 73