Mapisarema 72:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Shongedzai Mambo nokururamisira kwenyu, imi Mwari, mwanakomana wamambo nokururama kwenyu.

2. Iye achatonga vanhu venyu nokururama, navanonetswa venyu nokururamisira.

3. Makomo achavigira vanhu kubudirira, nezvikomo, chibereko chokururama.

Mapisarema 72