Mapisarema 71:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange imi makandiratidza matambudziko mazhinji uye anorwadza, muchadzosa upenyu hwangu zvakare; kubva kwakadzika kwepasi muchandibudisazve.

Mapisarema 71

Mapisarema 71:12-24