Mapisarema 71:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kururama kwenyu kunosvika kudenga kumusoro, imi Mwari, iyemi makaita zvinhu zvikuru. Haiwa Mwari, ndiani akafanana nemi?

Mapisarema 71

Mapisarema 71:13-23