Mapisarema 69:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndiponesei, imi Mwari, nokuti mvura zhinji yakwira kusvikira pamutsipa wangu.

2. Ndinonyura munhope yakadzika, pasina pangatsika makumbo angu. Ndapinda mumvura yakadzika; ndafukidzwa namafashamu.

Mapisarema 69