Mapisarema 69:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinonyura munhope yakadzika, pasina pangatsika makumbo angu. Ndapinda mumvura yakadzika; ndafukidzwa namafashamu.

Mapisarema 69

Mapisarema 69:1-4