Mapisarema 66:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. asi zvirokwazvo Mwari akateerera akanzwa inzwi rangu mumunyengetero.

20. Mwari ngaarumbidzwe, iye asina kuramba munyengetero wangu. Kana kudzivisa rudo rwake kwandiri!

Mapisarema 66