Mapisarema 65:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mafuro azara namapoka emakwai, uye mipata yafukidzwa nezviyo; zvinodanidzira nomufaro uye zvinoimba.

Mapisarema 65

Mapisarema 65:8-13