Mapisarema 65:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Kurumbidzwa kwakakumirirai, imi Mwari, muZioni; kwamuri mhiko dzedu dzichazadziswa.

2. Haiwa, imi munonzwa munyengetero, vanhu vose vachauya kwamuri.

3. Patakanga takafukidzwa nezvivi, makakanganwira kudarika kwedu.

Mapisarema 65