Mapisarema 65:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kurumbidzwa kwakakumirirai, imi Mwari, muZioni; kwamuri mhiko dzedu dzichazadziswa.

Mapisarema 65

Mapisarema 65:1-3