Mapisarema 55:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutauro wake unotsvedzerera samafuta, asi kurwa kuri mumwoyo make; mashoko ake anopfavisa kukunda mafuta, asi minondo yakavhomorwa.

Mapisarema 55

Mapisarema 55:13-23