Mapisarema 44:18-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Mwoyo yedu yakanga isati yafuratira; tsoka dzedu dzakanga dzisati dzatsauka panzira yenyu.

19. Asi makatipwanya mukatiita nzvimbo yamakava uye mukatifukidza nerima guru.

20. Dai takanga takanganwa zita raMwari wedu, kana kutambanudzira maoko edu kuna mwari wavatorwa,

Mapisarema 44