Mapisarema 43:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakasuwireiko, nhai mweya wangu? Unotambudzwa neiko mukati mangu? Isa tariro yako muna Mwari, nokuti ndichamurumbidzazve, Muponesi wangu naMwari wangu.

Mapisarema 43

Mapisarema 43:4-5