Mapisarema 43:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndichaenda kuaritari yaMwari, kuna Mwari, iye mufaro wangu nomudikani wangu. Ndichakurumbidzai nembira, imi Mwari, Mwari wangu.

Mapisarema 43

Mapisarema 43:2-5