Mapisarema 42:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakasuwireiko, nhai mweya wangu? Unotambudzwa neiko mukati mangu? Isa tariro yako muna Mwari, nokuti ndichamurumbidzazve. Muponesi wangu naMwari wangu.

Mapisarema 42

Mapisarema 42:4-11