Mapisarema 42:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mapfupa angu atambura nokurwadza kworufu, sezvo vavengi vangu vachindizvidza zuva rose vachiti kwandiri, “Mwari wako aripiko?”

Mapisarema 42

Mapisarema 42:1-11