Mapisarema 40:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, Mwari wangu, zvizhinji zvishamiso zvamakaita. Zvinhu zvamakatitongera hakuna angazvirondedzera kwamuri; dai ndingataura nokureva pamusoro pazvo, zvaizowandisa kuzvizivisa.

Mapisarema 40

Mapisarema 40:4-11