Mapisarema 40:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaropafadzwa munhu akaita Jehovha chivimbo chake, asingatariri kuna vanozvikudza, kuna avo vanotsaukira kuna vamwari venhema.

Mapisarema 40

Mapisarema 40:1-12