Mapisarema 36:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamaonero ake anozvirumbidza, nokuti anozvibata kumeso kwazvo pakuona kwake, zvokuti anotadza kuona kana kuvenga chivi chake.

Mapisarema 36

Mapisarema 36:1-3