Mapisarema 27:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chinhu chimwe chete chandinokumbira kuna Jehovha, ndicho chandinotsvaka: kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ose oupenyu hwangu, kuti nditarire kunaka kwaJehovha uye ndimutsvake mutemberi yake.

Mapisarema 27

Mapisarema 27:1-11