Mapisarema 27:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange hondo ikandikomba, mwoyo wangu haungazotyi; kunyange hondo ikamuka kuzondirwisa, ipapo ndichavimba naJehovha.

Mapisarema 27

Mapisarema 27:2-6