Mapisarema 22:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva pakuzvarwa kwangu, ndakaiswa kwamuri; kubva mudumbu ramai vangu, makanga muchingova Mwari wangu.

Mapisarema 22

Mapisarema 22:6-14