Mapisarema 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tsvodai Mwanakomana, kuti arege kutsamwa mukazoparadzwa munzira yenyu, nokuti hasha dzake dzingakurumidza kumuka. Vakaropafadzwa vose vanovanda maari.

Mapisarema 2

Mapisarema 2:4-12