Mapisarema 16:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndichengetei zvakanaka, imi Mwari, nokuti ndinovanda mamuri.

2. Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; kunze kwenyu handina chinhu chakanaka.”

3. Kana vari vatsvene vari panyika, ndivo vakaisvonaka vandinofarira chose.

Mapisarema 16