Mapisarema 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwai, imi Jehovha, mukumbiro wangu wakarurama; inzwai kuchema kwangu. Rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu, usingabvi pamiromo inonyengera.

Mapisarema 17

Mapisarema 17:1-8