Mapisarema 15:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jehovha, ndiani angagara munzvimbo yenyu tsvene?

2. Iye anofamba asina chaanopomerwa uye anoita zvakarurama, anotaura chokwadi zvichibva pamwoyo wake,

Mapisarema 15