Mapisarema 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye anofamba asina chaanopomerwa uye anoita zvakarurama, anotaura chokwadi zvichibva pamwoyo wake,

Mapisarema 15

Mapisarema 15:1-5