Mapisarema 143:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani ngaandivigire shoko rorudo rwenyu rusingaperi, nokuti ndinovimba nemi. Ndiratidzei nzira yandinofanira kufamba nayo, nokuti ndinosimudzira mweya wangu kwamuri.

Mapisarema 143

Mapisarema 143:1-11