Mapisarema 143:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, kurumidzai kundipindura; mweya wangu woziya. Regai kundivanzira chiso chenyu nokuti ndingazova savaya vakaburukira mugomba.

Mapisarema 143

Mapisarema 143:2-12