Mapisarema 142:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Teererai kuchema kwangu, nokuti ndiri pakushayiwa kukuru; ndinunurei kuna avo vanondidzinganisa, nokuti vanondikurira simba.

Mapisarema 142

Mapisarema 142:1-7