Mapisarema 142:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai kurudyi rwangu mugoona; hakuna ane hanya nemi. Handina utiziro; hakuna ane hanya noupenyu hwangu.

Mapisarema 142

Mapisarema 142:1-7