Mapisarema 136:22-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. nhaka kumuranda wake Israeri, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

23. iye akatirangarira paurombo hwedu, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

24. uye akatisunungura kubva pavavengi vedu, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi;

25. uye anopa zvokudya kuzvisikwa zvose, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.

26. Vongai Mwari wokudenga, nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.

Mapisarema 136