Mapisarema 130:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Dai imi, iyemi Jehovha, maironda zvakaipa zvangu, haiwa Jehovha, ndianiko aimira?

4. Asi kukanganwira kuri kwamuri; naizvozvo imi munotyiwa.

5. Ndinorindira Jehovha, mweya wangu unorindira, uye tariro yangu iri mushoko rake.

Mapisarema 130