Mapisarema 131:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; handina hanya nezvinhu zvikuru kana zvinhu zvinonyanya kushamisa.

Mapisarema 131

Mapisarema 131:1-3