Mapisarema 128:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi wako achava somuzambiringa unobereka, pakati peimba yako; vanakomana vako vachaita samabukira omuorivhi, vakakomberedza tafura yako.

Mapisarema 128

Mapisarema 128:1-6