Mapisarema 128:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uchadya chibereko chokushanda kwako; maropafadzo nokubudirira zvichava zvako.

Mapisarema 128

Mapisarema 128:1-5