Mapisarema 109:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Haiwa Mwari, imi wandinorumbidza, regai kunyarara,

2. nokuti vanhu vakaipa vanonyengera vakandishamira miromo yavo; vakataura nhema pamusoro pangu nendimi dzavo.

3. Vakandikomba namashoko okuvenga; vanorwa neni pasina mhosva.

Mapisarema 109