Mapisarema 109:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti vanhu vakaipa vanonyengera vakandishamira miromo yavo; vakataura nhema pamusoro pangu nendimi dzavo.

Mapisarema 109

Mapisarema 109:1-12