Mako 9:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya wakadanidzira, ukamubvundisa zvikuru uye ukabuda. Mukomana akaita sokunge chitunha zvokuti vazhinji vakati, “Afa.”

Mako 9

Mako 9:18-27