Mako 9:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati aona kuti vanhu vazhinji vakanga vomhanyira panzvimbo iyo, akarayira mweya wakaipa akati, “Iwe mweya woumatsi nomweya woumbeveve, ndinokurayira, buda maari, uye usazopindazve maari.”

Mako 9

Mako 9:21-32