Mako 9:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akabvunza baba vomukomana akati, “Ane nguva yakadii achiita izvi?”Vakapindura vakati, “Kubva pauduku hwake.

Mako 9

Mako 9:18-24