Mako 9:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakauya naye. Mweya wakati uchiona Jesu, pakarepo wakawisira mukomana pasi ukamubvundisa. Akawira pasi akaumburuka, achipupuma furo pamuromo.

Mako 9

Mako 9:19-21