Mako 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akati kwavari, “Ndinokuudzai chokwadi, kuti vamwe vamire pano havazoraviri rufu vasati vaona umambo hwaMwari huchisvika nesimba.”

Mako 9

Mako 9:1-10