Mako 8:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu achinyadzwa uye achinyadzwa namashoko angu murudzi urwu rwoufeve uye runotadza, Mwanakomana woMunhu achanyadzwawo naye paanouya mukubwinya kwaBaba navatumwa vatsvene.”

Mako 8

Mako 8:33-38