Mako 8:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabata munhu akanga ari bofu noruoko akamutungamirira kunze kwomusha. Akati apfira mate pamaziso ake Jesu akaisa maoko ake pamusoro pake, akamubvunza akati, “Pane zvauri kuona here?”

Mako 8

Mako 8:14-32