Mako 8:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasvika kuBhetisaidha, uye vamwe vanhu vakauya nomunhu akanga ari bofu uye vakakumbira zvikuru kuti Jesu amubate.

Mako 8

Mako 8:20-28